Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ini, iyeni Danieri, ndakati ndaʋona ɀandaratidzwa, ndikatȿaka kuɀinzwisisa, ndikaʋona mumŋe wakaŋga akaita somunhu amire pamberi paŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ini, Dhanieri, pandakanga ndichakatarira chiratidzo ndichiedza kuchinzwisisa, ndakaona hapo pamberi pangu mumwe akanga achiratidzika somunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

15 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy