Online Bible

- Reklamy -

Danieri 7:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana ndiri’ni Danieri, mŋeya waŋgu wakatambudzika mukati momuʋiri waŋgu, ʋuye ɀandakaʋona mumusoro maŋgu ɀakandivundusa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Ini Dhanieri ndakatambudzika mumweya wangu, uye zviratidzo zvakasvika mumusoro mangu zvakanditambudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

15 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 7:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy