Danieri 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino citemai cireʋo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti cirege kuzoshandurwa, nomurairo waʋaMedia naʋaPersia usiŋgashandurwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurayiro wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino, imi mambo isai chirevo uye muchinyore kuitira chirege kushandurwa zvinoenderana nemirayiro yavaMedhia navaPezhia, usingagoni kushandurwa.” Viz kapitolaShona BIBLE8 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurairo wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” Viz kapitola |