Danieri 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo ciso camambo cakashanduka maari, pfuŋgwa dzake dzikatambudzwa, ɀifundo ɀeciʋuno cake ɀikasunuŋguka, mabvi ake akaroʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Chiso chake chakashanduka akatsvukuruka uye akavhunduka zvikuru, mabvi ake akadedera uye makumbo ake akarukutika. Viz kapitolaShona BIBLE6 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana. Viz kapitola |