Danieri 5:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Tekere: Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka. Viz kapitolaShona BIBLE27 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Viz kapitola |