Danieri 5:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo canza coruʋoko cakatumŋa cicibva kwaari, ɀakanyorwa iɀi ɀikanyorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka kwatumwa chanza chichibva kwaari chikabva chasvikonyora zvakanyorwa izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndokusaka kwatumwa chanza chichibva kwaari chikabva chasvikonyora zvakanyorwa izvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Naizvozvo akatumira ruoko rwakanyora zvakanyorwa. Viz kapitolaShona BIBLE24 Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa. Viz kapitola |