Danieri 5:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi mŋoyo wake wakati uciɀikudza, nomŋeya wake uciɀiwomesa, kuȿikira aciita manyawi, wakabviswa pacigaro cake coʋushe, ʋakamutorera kubginya kwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi pavakazongozvitutumadza vakaomesa mwoyo kuita kwavo kukabva kwava kwokuzvikudza, vakabviswa pachigaro chavo choumambo vakatorerwa mbiri yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi pavakazongozvitutumadza vakaomesa mwoyo kuita kwavo kukabva kwava kwokuzvikudza, vakabviswa pachigaro chavo choumambo vakatorerwa mbiri yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi mwoyo wake wakati wazvikudza uye waomeswa nokuzvikudza, akabviswa pachigaro chake choushe vakamutorera kukudzwa kwake. Viz kapitolaShona BIBLE20 Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake; Viz kapitola |