Danieri 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iwe Berteshazari, mukuru waʋakacenjera, ɀandinoziʋa kuti mŋeya waʋamŋari ʋatȿene uri mukati mako, ʋuye kuti hakune‐cakaʋanzika cinokutambudza, cindiʋudza ɀandakaʋona pakurota kwaŋgu nokuɗudzirwa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 ‘Iwe Bheteshazari, mukuru wavakachenjera, zvandinoziva kuti une mweya wavamwari vatsvene uri mukati mako, uye kuti hakuna chakvanzika chinokutambudza, chindiudza zvandakaona pakurota kwangu nokududzirwa kwazvo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 ‘Iwe Bheriteshaza mukuru mukuru wavanhu vamaminimini, hedzino hope dzandakarota nditaurire zvadzinoreva nokuti ndinozviziva kuti mauri iwe mune Mweya waMwari Anoera uye kuti hakuna chakavandika chingakunetse.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 ‘Iwe Bheriteshaza mukuru mukuru wavanhu vamaminimini, hedzino hope dzandakarota nditaurire zvadzinoreva nokuti ndinozviziva kuti mauri iwe mune Mweya waMwari Anoera uye kuti hakuna chakavandika chingakunetse.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndakati, “Bheriteshazari, iwe mukuru wenʼanga, ndinoziva kuti mweya wavamwari vatsvene uri mauri, uye hakuna chakavanzika chinokuomera. Hezvino zvandakarota; chindidudzira. Viz kapitolaShona BIBLE9 ‘Iwe Bheteshazari, mukuru wavakachenjera, zvandinoziva kuti une mweya wavamwari vatsvene uri mukati mako, uye kuti hakuna chakvanzika chinokutambudza, chindiudza zvandakaona pakurota kwangu nokududzirwa kwazvo.’ Viz kapitola |