Online Bible

- Reklamy -

Danieri 4:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mŋedzi inegumi nemiʋiri yakati yapera, wakaŋga acifamba paimba yoʋushe paBabironi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mwedzi ine gumi nemiviri yakati yapera, akanga achifamba paimba youshe muBhabhironi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Kwakati kwapera mwedzi gumi nemiviri, iye akati achifamba zvake ari padenga remba yomuzinda weBhabhironi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Kwakati kwapera mwedzi gumi nemiviri, iye akati achifamba zvake ari padenga remba yomuzinda weBhabhironi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Shure kwemwedzi gumi nemiviri, mambo paakanga achifamba pamusoro pedenga romuzinda wamambo weBhabhironi,

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

29 Mwedzi ine gumi nemiviri yakati yapera, akanga achifamba paimba youshe muBhabhironi.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 4:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy