Danieri 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha. Viz kapitolaShona BIBLE8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha. Viz kapitola |