Online Bible

- Reklamy -

Danieri 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Mambo akapindura, akati: Ndinoziʋa kwaɀo kuti imi munoŋgotȿaka kuwedzerwa ŋguʋa, nokuti munoʋona kuti shoko iri ratemŋa neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Mambo akapindura, akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongotsvaka kuwedzerwa nguva, nokuti munoona kuti shoko iri ratemwa neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mambo ndokuti, “Ndazonyatsoziva zvino kuti mava kungovemberedza nguva nokuti maona kuti zvandareva ndezvechokwadi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mambo ndokuti, “Ndazonyatsoziva zvino kuti mava kungovemberedza nguva nokuti maona kuti zvandareva ndezvechokwadi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo mambo akapindura akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongoda kuwedzera nguva, nokuti munoziva kuti izvi ndizvo zvandatema:

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

8 Mambo akapindura, akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongotsvaka kuwedzerwa nguva, nokuti munoona kuti shoko iri ratemwa neni.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 2:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy