Danieri 2:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Danieri akaenda kumba kwake, akandoziʋisa shamŋari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Dhanieri akadzokera kumba kwake akandotsanangurira nyaya yacho kushamwari dzake vanaHanania, Mishaeri naAzaria. Viz kapitolaShona BIBLE17 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Viz kapitola |