Danieri 12:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikanzwa, asi handinakuɀinzwisisa; ipapo ndikati: Haiwa ishe waŋgu, kupera kweɀinhu iɀi ndokweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakanzwa, asi handina kunzwisisa. Saka ndakabvunza ndikati, “Ishe wangu, zvinhu zvose izvi zvichaguma seiko?” Viz kapitolaShona BIBLE8 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ Viz kapitola |