Danieri 12:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi iwe cienda hako kuȿikira kuguma kwaʋa’po; nokuti iwe ucazorora, ndokumukira ɀe mugoʋe wako pakupera kwamazuʋa iwayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Asi kana uriwe, enda hako kusvikira kumagumo. Uchazorora, uye ipapo pamagumo amazuva, iwe uchasimuka kuti ugamuchire mugove wenhaka yako.” Viz kapitolaShona BIBLE13 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.” Viz kapitola |