Danieri 11:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ucadzika matente ake oʋushe pakati peguŋgwa negomo dɀene rakaiȿo‐naka; kunyaŋge ɀakaɗaro ucaȿika pakuguma kwake, ucashaiwa unomuɓatsira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Achadzika matende ake oushe pakati pegungwa negomo dzvene rakaisvonaka; kunyange zvakadaro achasvika pakuguma kwake, achashayiwa anomubatsira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ipapo achazvidzikira muzinda womusasa wematendhe pakati pegungwa negomo rembiri rinoera. Asi ikoko ndokuchava kuguma kwake pasina anomubatsira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Ipapo achazvidzikira muzinda womusasa wematendhe pakati pegungwa negomo rembiri rinoera. Asi ikoko ndokuchava kuguma kwake pasina anomubatsira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Achadzika matende ake oushe pakati pamakungwa pagomo dzvene rakaisvonaka. Asi achasvika kumagumo ake, uye hakuna achamubatsira. Viz kapitolaShona BIBLE45 Achadzika matende ake oushe pakati pegungwa negomo dzvene rakaisvonaka; kunyangwe zvakadaro achasvika pakuguma kwake, achashayiwa anomubatsira. Viz kapitola |