Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Kana ari madzimambo awo maʋiri, mŋoyo yaʋo icaɗa kuita ɀakashata, ʋacareʋa nhema ʋari patafura rimŋe; asi haɀiŋgaɓatsiri, nokuti kuguma kucaȿika neŋguʋa yakatarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Kana ari madzimambo awo maviri, mwoyo yavo ichada kuita zvakashata, vachareva nhema vari patafura rimwe; asi hazvingabatsiri, nokuti kuguma kuchasvika nenguva yakatarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Madzimambo iwayo ari maviri achange ari pakunyengedza bedzi. Vachataurirana nhema ivo vachidya patebhuru imwechete asi zvisina chimuko nokuti kuguma kwacho kuchauya zvako nenguvawo yako yakatemwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Madzimambo iwayo ari maviri achange ari pakunyengedza bedzi. Vachataurirana nhema ivo vachidya patebhuru imwechete asi zvisina chimuko nokuti kuguma kwacho kuchauya zvako nenguvawo yako yakatemwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Madzimambo maviri, vane mwoyo yavo yakakombamira pane zvakaipa, vachagara patafura imwe chete vachireverana nhema, asi pasina zvazvinobatsira, nokuti kuguma kuchasvika zvakadaro panguva yakatarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

27 Kana ari madzimambo awo maviri, mwoyo yavo ichada kuita zvakashata, vachareva nhema vari patafura rimwe; asi hazvingabatsiri, nokuti kuguma kuchasvika nenguva yakatarwa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy