Danieri 11:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana apedza kuita suŋgano naʋo, ucaʋanyeŋgera; nokuti ucakwirira, nokuʋanesimba naʋanhu ʋashoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kubvira panguva yavachaitirana chibvumirano naye iye achaita zvounyengedzi uye achava nesimba rakawanda kunyange aina vanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kubvira panguva yavachaitirana chibvumirano naye iye achaita zvounyengedzi uye achava nesimba rakawanda kunyange aina vanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Shure kwokuita chibvumirano naye, achaita zvinhu zvounyengeri, uye navanhu vashoma chete achatora chigaro chokutonga. Viz kapitolaShona BIBLE23 Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma. Viz kapitola |