Danieri 11:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Panɀimbo yake kucamuka munhu unofanira kuɀidzwa, wakaŋga asinokupiwa kukudzwa kwoʋushe; asi iye ucaȿika neŋguʋa yokufara kwaʋanhu, ndokutora ʋushe nokuɓata kumeso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Panzvimbo yake kuchamuka munhu anofanira kuzvidzwa, akanga asina kupiwa kukudzwa kwoushe; asi iye achasvika nenguva yokufara kwavanhu, ndokutora ushe nokubata kumeso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Panzvimbo pake pachamuka munhu anoshoreka asina kumbopiwa ukuru hwoumambo. Achangoyerekana apindamo agowana umambo nounyengedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Panzvimbo pake pachamuka munhu anoshoreka asina kumbopiwa ukuru hwoumambo. Achangoyerekana apindamo agowana umambo nounyengedzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Achatsiviwa nomunhu anozvidzwa asina kumbopiwa rukudzo rwoumambo. Iye achapamba umambo panguva iyo vanhu vanenge vakadekara, uye achahubvuta nenzira yokubata kumeso. Viz kapitolaShona BIBLE21 “Panzvimbo yake kuchamuka munhu anofanira kuzvidzwa, akanga asina kupiwa kukudzwa kwoushe; asi iye achasvika nenguva yokufara kwavanhu, ndokutora ushe nokubata kumeso. Viz kapitola |