Danieri 11:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ƃoka iro ricatapxa, ɀino mŋoyo wake ucaɀikudza; ucaparadza ʋanamakumi eɀuru, asi haaŋgakundi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Boka iro richatapwa, zvino mwoyo wake uchazvikudza; uchaparadza vana makumi ezviuru, asi haangakundi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Paachange akurira gurusvusvu iroro, achazvitutumadza agorakatisa kuuraya makumi namakumi ezviuru. Asi haazoramba achikurira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Paachange akurira gurusvusvu iroro, achazvitutumadza agorakatisa kuuraya makumi namakumi ezviuru. Asi haazoramba achikurira Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kana varwi vaendwa navo, weZasi achazara nokuzvikudza uye achauraya zviuru zvizhinji, asi zvazvo haazorambi achikunda. Viz kapitolaShona BIBLE12 Boka iro richatapwa, zvino mwoyo wake uchazvikudza; uchaparadza vana makumi ezviuru, asi haangakundi. Viz kapitola |