Online Bible

- Reklamy -

Danieri 10:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 muʋiri wake wakaŋga wakaita seberiri, ciso cake cakapenya semheni, meso ake akapfuta samazhenje, maʋoko ake netsoka dzake ɀakaŋga ɀakafanana nendarira yakakweshwa, ʋuye kutinhira kwamashoko ake kwakaita sokutinhira kwaʋazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 muviri wake wakanga wakaita sebheriri, chiso chake chakapenya semheni, meso ake akapfuta samazhenje, maoko ake netsoka dzake zvakanga zvakafanana nendarira yakakweshwa, uye kutinhira kwamashoko ake kwakaita sokutinhira kwavazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Muviri wake wakanga wakaita samatombo ebheriri uso hwake huchiita semheni, maziso ake achingarikira somwenje womoto, maoko ake namakumbo achivaima sendarira yakakwenenzverwa ruzha rwezvaaitaura ruchiita semhomho yavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Muviri wake wakanga wakaita samatombo ebheriri uso hwake huchiita semheni, maziso ake achingarikira somwenje womoto, maoko ake namakumbo achivaima sendarira yakakwenenzverwa ruzha rwezvaaitaura ruchiita semhomho yavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Muviri wake wakanga wakaita sekirisoreti, chiso chake chichipenya semheni, meso ake aipfuta somwenje, maoko ake namakumbo ake zvichivaima sendarira yakakweshwa, uye inzwi rake rakanga rakafanana nokutinhira wavazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 muviri wake wakanga wakaita sebheriri, chiso chake chakapenya semheni, meso ake akapfuta samazhenje, maoko ake netsoka dzake zvakanga zvakafanana nendarira yakakweshwa, uye kutinhira kwamashoko ake kwakaita sokutinhira kwavazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 10:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy