Danieri 10:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino nezuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi wokutaŋga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidekeri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Zvino nezuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidhekeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pazuva ramakumi maviri nechina romwedzi wokutanga ndakanga ndimire pamahombekombe erwizi rukuru rwaTigirisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pazuva ramakumi maviri nechina romwedzi wokutanga ndakanga ndimire pamahombekombe erwizi rukuru rwaTigirisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, pandaiva ndimire pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Tigirisi, Viz kapitolaShona BIBLE4 “Zvino nezuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidhekeri, Viz kapitola |