2 Timoti 3:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino uziʋe cinhu ici, kuti namazuʋa okupedzisira ŋguʋa dzokutambudzika dzicaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Asi uzive chinhu ichi: Kuchava nenguva dzokutambudzika pamazuva okupedzisira. Viz kapitola |