2 Timoti 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 unodzidzisa noʋunyoro aʋo ʋanomudziʋisa, kuti ɀimŋe Mŋari aʋape kutendeʋuka ʋagoziʋa ɀokwaɗi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 anodzidzisa nounyoro avo vanomudzivisa, kuti zvimwe Mwari avape kutendeuka vagoziva chokwadi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 anodzora vanorwisana naye nounyoro. Zvichida Mwari anovasvitsa pakutendeuka vakasvika pakuziva chokwadi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 anodzora vanorwisana naye nounyoro. Zvichida Mwari anovasvitsa pakutendeuka vakasvika pakuziva chokwadi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vaya vanomupikisa anofanira kuvadzidzisa nounyoro, aine tariro yokuti Mwari achavapa kutendeuka vagoziva chokwadi, Viz kapitola |