2 Timoti 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iɀo ɀawakanzwa kwandiri pamberi peɀapupu ɀizhinji, uɀipe ʋanhu ʋakatendeka, ʋanogona ʋo kudzidzisa ʋamŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Izvo zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, uzvipe vanhu vakatendeka, vanogonawo kudzidzisa vamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe. Viz kapitola |