Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 2:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nɀeŋga kutaura kusinehanya naMŋari; nokuti ʋacaramba ʋaciŋgonyanya pakusanamata Mŋari,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nzvenga kutaura kusina hanya naMwari; nokuti vanhu vacharamba vachingonyanya pakusanamata Mwari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nzvenga kutaura kusinei naMwari, nokuti vaya vanhu vanodaro vacharamba vachirasikirwa noumwari.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 2:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy