2 Timoti 2:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ishoko raɀokwaɗi; nokuti kana tikafa pamŋe cete naye, ticararama ʋo pamŋe cete naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Herino shoko rechokwadi: Kana takafa pamwe chete naye, tichararamawo pamwe chete naye; Viz kapitola |