1 Timoti 6:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋaite ɀakanaka, ʋaʋe ʋafumi pamaɓasa akanaka, ʋafarire kupa ʋamŋe, nokugoʋana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 kuti vaite zvakanaka, vave vapfumi pamabasa akanaka, vafarire kupa vamwe, nokugovana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanofanira kuita zvakanaka vavevo vapfumi mumabasa akanaka vanopa vachida vavewo vanamupanegombe vasingapi vachikonyodza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanofanira kuita zvakanaka vavevo vapfumi mumabasa akanaka vanopa vachida vavewo vanamupanegombe vasingapi vachikonyodza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Varayire kuti vaite zvakanaka, uye kuti vafarire kupa vamwe uye nokugoverana. Viz kapitola |