1 Timoti 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cirikadzi ŋgairege kunyorwa zita, asi kana yaȿika makore makumi matanhatu, yaiʋa mukadzi womurume mumŋe cete, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Chirikadzi ngairege kunyorwa zita, asi kana yasvika makore makumi matanhatu, yaiva mukadzi womurume mumwechete, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana chirikadzi isati yasvitsa makore makumi matanhatu ngairege kunyoreswa zita uye inofanira kunge iri chirikadzi yakangoroorwa kamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana chirikadzi isati yasvitsa makore makumi matanhatu ngairege kunyoreswa zita uye inofanira kunge iri chirikadzi yakangoroorwa kamwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hakuna chirikadzi inganyorwa pamazita echirikadzi kana isina makore anopfuura makumi matanhatu, yakanga yakatendeka kumurume wayo, Viz kapitola |