Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi urambe cirikadzi kana ʋaciri ʋakadzi ʋaɗuku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotȿaka kuwanikwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi urambe chirikadzi kana vachiri vakadzi vaduku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotsvaka kuwanikwa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi kana dziri chirikadzi duku usadzinyora pamazita aya. Nokuti kana nyama yadzo yakunda kuzvipira kwadzo kuna Kristu, dzichazotsvaka kuwanikwa.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 5:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy