Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋuye ɀe, unofanira kupupurirwa ɀakanaka naʋari kunze, kuti arege kuɀidzwa, nokuɓatwa mumusuŋgo waDiaborosi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa, nokubatwa mumusungo waDhiabhorosi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Anofanirawo kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuitira kuti arege kuzvidzwa, uye agowira mumusungo wadhiabhori.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 3:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy