Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 3:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Saiɀoɀo naʋakadzi ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasiŋgaceri ʋamŋe, ʋakaȿinuka, ʋakatendeka paɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Saizvozvo navakadzi ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe, vakasvinuka, vakatendeka pazvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nenzira imwe cheteyo, vakadzi vavo ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe asi vanozvidzora, vakatendeka pazvinhu zvose.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 3:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy