Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti kunoŋgoʋa naMŋari mumŋe cete, noMureʋeri mumŋe cete ʋo, pakati paMŋari naʋanhu, ndiye munhu Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti kunongova naMwari mumwechete, noMureveri mumwechetewo, pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy