Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 1:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 asi nyasha dzaShe weɗu dzakawanda ɀikuru nokutenda, noruɗo ruri munaKristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 asi nyasha dzaIshe wedu dzakawanda zvikuru nokutenda, norudo ruri muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Nyasha zhinji dzaIshe wedu dzakadururwa pamusoro pangu, pamwe chete nokutenda norudo zviri muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 1:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy