Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 1:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndinomuʋoŋga iye Kristu Jesu, Ishe weɗu, wakandipa simba, nokuti wakati ndakatendeka, akandiisa paɓasa rake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndinovonga Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 1:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy