1 Timoti 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nemhombge, naʋanopombora naʋarume, naʋanoɓa ʋanhu, naʋanoreʋa nhema, naʋanopika nhema, ʋuye kana cimŋe ciri’ko cinopesana nedzidziso yakarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nemhombwe, navanopombora navarume, navanoba vanhu, navanoreva nhema, navanopika nhema, uye kana chimwe chiriko chinopesana nedzidziso yakarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nemhondi dzinouraya amai navanouraya vanhu navanoita upombwe uyewo ngochani namatasvuramwoyo navarevi venhema navanopika zvenhema navanoita zvinopesana nechidzidziso chechokwadi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nemhondi dzinouraya amai navanouraya vanhu navanoita upombwe uyewo ngochani namatasvuramwoyo navarevi venhema navanopika zvenhema navanoita zvinopesana nechidzidziso chechokwadi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 mhombwe navanopomba navamwe varume, navanotengesa vanhu kuti vave varanda, varevi venhema, navanopika nhema, uye kana chimwe chipi zvacho chinopesana nedzidziso yechokwadi Viz kapitola |