Ɀireʋo 1:6 - Shona BIBLE6 Vanzwisise chirevo nomufananidzo, Mashoko avakachenjera nezvirahwe zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋanzwisise cireʋo nomufananidzo, Mashoko aʋakacenjera neɀirabge ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vanzwisise chirevo nomufananidzo, Mashoko avakachenjera nezvirahwe zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuri kuitira kuti munhu anzwisise tsumo namadimikira uye mazwi avangwaru nezvirahwe zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuri kuitira kuti munhu anzwisise tsumo namadimikira uye mazwi avangwaru nezvirahwe zvavo. Viz kapitola |