Ɀireʋo 1:27 - Shona BIBLE27 Kana kutya kwenyu kuchisvika sedutu guru, Nenhamo yenyu ichisvika sechamupupuri; Kana kutambudzika nokudumbirwa zvichikuwirai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana kutya kwenyu kuciȿika seɗutu guru, Nenhamo yenyu iciȿika secampupuri; Kana kutambudzika nokuɗumbirwa ɀicikuwirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Kana kutya kwenyu kuchisvika sedutu guru, Nenhamo yenyu ichisvika sechamupupuri; Kana kutambudzika nokudumbirwa zvichikuwirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 kana kutya kwakuvhungai sedutu pfumvu yakuwirai sechamupupuri kuora mwoyo nokurwadziwa kwamonerana nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 kana kutya kwakuvhungai sedutu pfumvu yakuwirai sechamupupuri kuora mwoyo nokurwadziwa kwamonerana nemi. Viz kapitola |