Ɀireʋo 1:22 - Shona BIBLE22 “Nhai imi vasina mano, muchada kusava namano kusvikira rinhiko? Nemi vaseki kufarira kuseka kwenyu, Namapenzi kuvenga zivo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nhai imi ʋasinamano, mucaɗa kusaʋa‐namano kuȿikira riniko? Nemi ʋaseki kufarira kuseka kwenyu, Namapenzi kuʋeŋga ziʋo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Nhai imi vasina mano, muchada kusava namano kusvikira riniko? Nemi vaseki kufarira kuseka kwenyu, Namapenzi kuvenga zivo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nhaimi vasinganzwisisi muchasvika rinhi musinganzwisisi? Imi vashori kusvikira rinhiko muchifarira kunyomba uye muri mapenzi asingadi ruzivo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nhaimi vasinganzwisisi muchasvika rinhi musinganzwisisi? Imi vashori kusvikira rinhiko muchifarira kunyomba uye muri mapenzi asingadi ruzivo? Viz kapitola |