Ɀireʋo 1:20 - Shona BIBLE20 Uchenjeri unodanidzira panzira dzomumusha; unonzwisa izwi rahwo panzvimbo dzakafara; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋucenjeri ʋunoɗanidzira panzira dzomumusha; Ʋunonzwisa inzwi rabgo panɀimbo dzakafara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Uchenjeri unodanidzira panzira dzomumusha; unonzwisa izwi rahwo panzvimbo dzakafara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ungwaru hunodanidzira mumugwagwa hunoshevedzera pamisika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ungwaru hunodanidzira mumugwagwa hunoshevedzera pamisika. Viz kapitola |