Ɀireʋo 1:16 - Shona BIBLE16 Nokuti tsoka dzavo dzinovangira zvakaipa; Vanokurumidza kudurura ropa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti tsoka dzaʋo dzinoʋaŋgira ɀakaipa; Ʋanokurumidza kuɗurura ropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti tsoka dzavo dzinovangira zvakaipa; Vanokurumidza kudurura ropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti tsoka dzavo dzinomhanyira kuuipi uye vanokurumidza kudeura munhu ropa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti tsoka dzavo dzinomhanyira kuuipi uye vanokurumidza kudeura munhu ropa Viz kapitola |