Ɀireʋo 1:15 - Shona BIBLE15 Mwanakomana wangu, usafamba navo nenzira yavo; Dzora rutsoka rwako panzira yavo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mŋanakomana waŋgu, usafamba naʋo nenzira yaʋo; Dzora rutsoka rwako panzira yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mwanakomana wangu, usafamba navo nenzira yavo; Dzora rutsoka rwako panzira yavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwanangu, rega kufamba munzira navo usarege tsoka yako ichienda munzira dzavo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mwanangu, rega kufamba munzira navo usarege tsoka yako ichienda munzira dzavo Viz kapitola |