Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 1:11 - Shona BIBLE

11 Kana vachiti, “Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyangwe pasina mhaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kana ʋaciti: Hendei tose, Ŋgatirindire ropa; Ŋgatiʋandire ʋasinemhoȿa kunyaŋge pasinemhaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Kana vachiti, “Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyange pasina mhaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 1:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy