Zekaria 7:6 - Shona BIBLE6 Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana mucidya, kana mucinwa, hamuɀidyiri nokuɀinwira here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” Viz kapitola |