Zekaria 7:11 - Shona BIBLE11 “Asi vakaramba kuteerera, vakabvisa fudzi ravo, nokudzivira nzeve dzavo kuti varege kunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi ʋakaramba kuterera, ʋakabvisa fudzi raʋo, nokudziʋira nzeʋe dzaʋo kuti ʋarege kunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Asi vakaramba kuteerera, vakabvisa fudzi ravo, nokudzivira nzeve dzavo kuti varege kunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Asi ivo vakaramba kunzwa, vakagwikura mapfudzi vachityorera zvimiti munzeve dzavo kuti varege kunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Asi ivo vakaramba kunzwa, vakagwikura mapfudzi vachityorera zvimiti munzeve dzavo kuti varege kunzwa. Viz kapitola |