Zekaria 6:15 - Shona BIBLE15 “Vari kure vachauya vachivaka temberi yaJehovha; ipapo muchaziva kuti Jehovha wehondo ndiye akanditumira kwamuri. Izvezvi zvichaitika kana muchiteerera zvakanaka izwi raJehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋari kure ʋacaʋuya ʋaciʋaka mutembere yaJehova; ipapo mucaziʋa kuti Jehova wehondo ndiye wakanditumira kwamuri. Iɀeɀi ɀicaitika kana muciterera ɀakanaka inzwi raJehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Vari kure vachauya vachivaka temberi yaJehovha; ipapo muchaziva kuti Jehovha wehondo ndiye akanditumira kwamuri. Izvezvi zvichaitika kana muchiteerera zvakanaka izwi raJehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vari kurewo vachauya kuzovaka Temberi yaTENZI. Ndipo pamuchazoziva kuti TENZI wehondo nehondo andituma kwamuri. Izvozvi zvichaitika kana mukanyatsoteerera izwi raTENZI, Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vari kurewo vachauya kuzovaka Temberi yaTENZI. Ndipo pamuchazoziva kuti TENZI wehondo nehondo andituma kwamuri. Izvozvi zvichaitika kana mukanyatsoteerera izwi raTENZI, Mwari wenyu. Viz kapitola |