Zekaria 6:14 - Shona BIBLE14 Korona dzichava dzaHeremi, naTobhiya, naJedhaia, naHeni mwanakomana waZefania, chive chiyeudzo mutemberi yaJehovha.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Korona dzicaʋa dzaHeremi, naTobija, naJedaia, naHeni mŋanakomana waZefania, ciʋe ciyeʋudzo mutembere yaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Korona dzichava dzaHeremi, naTobhiya, naJedhaia, naHeni mwanakomana waZefaniya, chive chiyeudzo mutemberi yaJehovha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ngundu dzinofanira kuzova muTemberi yaTENZI sechiyeuchidzo chokuyeuka nacho Heridhai naTobhiya naJedhaya naJosiya mwanakomana waZefaniya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ngundu dzinofanira kuzova muTemberi yaTENZI sechiyeuchidzo chokuyeuka nacho Heridhai naTobhiya naJedhaya naJosiya mwanakomana waZefaniya.” Viz kapitola |