Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 6:10 - Shona BIBLE

10 “Tora vamwe kuna vakatapwa, vanoti Heridhai, naTobhiya, naJedhaia; uuye nezuva irero upinde mumba maJosiya mwanakomana waZefania, kwavakasvika vachibva Babhironi;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Tora ʋamŋe kunaʋakatapxa, ʋanoti Herdai, naTobija, naJedaia; uʋuye nezuʋa irero upinde mumba maJosia mŋanakomana waZefania, kwaʋakaȿika ʋacibva Babironi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Tora vamwe kunavakatapwa, vanoti Heridhai, naTobhiya, naJedhaia; uuye nezuva irero upinde mumba maJosia mwanakomana waZefaniya, kwavakasvika vachibva Babhironi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Enda kunhapwa utore Heridhai naTobhiya naJedhaya vasvika vachibva kuBhabhironi ubva waenda musi wakarewo kumba kwaJosiya mwanakomana waZefaniya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Enda kunhapwa utore Heridhai naTobhiya naJedhaya vasvika vachibva kuBhabhironi ubva waenda musi wakarewo kumba kwaJosiya mwanakomana waZefaniya.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 6:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy