Zekaria 5:5 - Shona BIBLE5 Zvino mutumwa akanga achitaurirana neni akabuda, akati kwandiri, “Chiratidza meso ako zvino, uone chinobudapo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni wakaɓuɗa, akati kwandiri: Cirinzira meso ako ɀino, uʋone cinoɓuɗa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino mutumwa akanga achitaurirana neni akabuda, akati kwandiri, “Chirinzira meso ako zvino, uone chinobudapo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mutumwa aitaura neni uya akauyapo akati kwandiri, “Simudza musoro uone kuti zvii zvavakuuya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mutumwa aitaura neni uya akauyapo akati kwandiri, “Simudza musoro uone kuti zvii zvavakuuya.” Viz kapitola |