Zekaria 2:3 - Shona BIBLE3 Zvino tarira, mutumwa akanga achitaurirana neni, akabuda, mumwe mutumwa akandomuchingamidza, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino tarira, mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, akaɓuɗa, mumŋe mutumŋa akandomuciŋgamidza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino tarira, mutumwa akanga achitaurirana neni, akabuda, mumwe mutumwa akandomuchingamidza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndiye onei mutumwa uya aitaura neni wauya ndokubva mumwe mutumwawo auyapo kuzosangana naye Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndiye onei mutumwa uya aitaura neni wauya ndokubva mumwe mutumwawo auyapo kuzosangana naye Viz kapitola |