Zekaria 14:20 - Shona BIBLE20 Nezuva iro pamatare anorira amabhiza pachanyorwa, pachiti, “ZVITSVENE KUNA JEHOVHA;” nehari dziri mumba maJehovha dzichafanana nembiya dziri pamberi peatari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nezuʋa iro pamatare anorira amabiza pacanyorwa, paciti: ⱿITⱾENE KUNAJEHOVA; nehari dziri mumba maJehova dzicafanana nembiya dziri pamberi peartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nezuva iro pamatare anorira amabhiza pachanyorwa, pachiti, “ZVITSVENE KUNA JEHOVHA;” nehari dziri mumba maJehovha dzichafanana nembiya dziri pamberi pearitari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Panguva iyoyo madare anorira amabhiza anenge akanyorwa kunzi, “Zvinoera zvaTENZI.” Poto dzomumba maTENZI dzichange dzakangoita sendiro dziri pamberi peatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Panguva iyoyo madare anorira amabhiza anenge akanyorwa kunzi, “Zvinoera zvaTENZI.” Poto dzomumba maTENZI dzichange dzakangoita sendiro dziri pamberi peatari. Viz kapitola |